Bitte haben Sie einen Moment Geduld, wir legen Ihr Produkt in den Warenkorb.
Bitte haben Sie einen Moment Geduld, wir legen Ihr Produkt in den Warenkorb.
| Reihe | Carnelian Heart Publishing Ltd |
|---|---|
| ISBN | 9781918606034 |
| Sprache | Schona-Sprache |
| Erscheinungsdatum | 19.06.2026 |
| Größe | 198 x 129 mm |
| Verlag | Carnelian Heart Publishing Ltd |
| Lieferzeit | Lieferung in 7-14 Werktagen |
| Herstellerangaben | Anzeigen Libri GmbH Europaallee 1 | D-36244 Bad Hersfeld gpsr@libri.de |
Upenyu hwemunhu hunofamba sei? Ndiyani unohurongedza, agohurongonora, achigohurongedzazve? Chinangwa chake chiri chei? Anenge achida kuti hupenyu hugodii? Kurasikirwa nemureri, ariye muriritiri kukwira muti wemujerenga. Kuzoti naicho chidziro chaunozendamira kuti uwane simba rokutangidza zvambokona chadhirika, anenge atova mangondo. Nherera Sharu runyaya rwunoronda kusharuka kwenherera muupenyu hwayo. Kana iyo nherera yasharuka inoonekwa sei uye nei? Ko ivo vemaoko akatambanuka seivo vachirambidzwa kuramba votambanudza maoko avo? Kuti zvinodaro kuti vanhu vawane nyaya dzokutaura here? Zvino kana dzataurwa zvinogounzei? Ko ihwo uterera hunosharuka sei? Pakufirwa nababa? Pakufirwa namai? Iyi ndiyo imwe yemibvunzo inozvibvunza muravi mukutandara nekufambidzana nenyayanyorwa ino. Chasara, zviravire nyaya ino unzvinzwire wega. Tinashe Muchuri
| Reihe | Carnelian Heart Publishing Ltd |
|---|---|
| ISBN | 9781918606034 |
| Sprache | Schona-Sprache |
| Erscheinungsdatum | 19.06.2026 |
| Größe | 198 x 129 mm |
| Verlag | Carnelian Heart Publishing Ltd |
| Lieferzeit | Lieferung in 7-14 Werktagen |
| Herstellerangaben | Anzeigen Libri GmbH Europaallee 1 | D-36244 Bad Hersfeld gpsr@libri.de |
Wie gefällt Ihnen unser Shop?